Kiwani

Kubva Wikipedia
Earl-Solace-Cover.jpg

Kiwani (nge. pink) muvara unowanikwa muzvisikwa senge mudenga pakuvira kana kubuda kwezuva panowanikwa mavara akasiyanasiyana. Mumazuva ose ruvara rwe kiwani unogona kuwanikwa nekusanganisa muvara muchena ne mutsvuku, zvichireva kuti kiwani ibvute remuvara mutsvuku.

Mufufumi

Kiwani inowanikwa pamaruva senge pamaruva e Mufufumi muti wekuJapani, mavaridha mamwe maruva ane ruvara rwe kiwani uye dzimwe shiri futi.

Mamwe mashoko[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

zita rokuti Mufuvumi raturikirwa cherry blossoms sokutodza Chivhenda chinoti fhufhumi kureva blossoms.

Mamwe mashoko: Mufuhhumi, Mupfuvumi kana Mufuwumi. Pakazhinji vanhu vose vanoati Masakura asi nekuti shoko rokuti sakura ragara riripo muChishona uye rinoreva zvimwe, shoko rokuti Mufuvumi ratogwa pamusoro paro.