Dandira

From Wikipedia
  • Dandira (Spider's web) chirukwa chino itwa nezvipembenene zvinonzi madandemutande.
  • Dandira (A type of creeping plant) nderumwe rudzi rwedzinde rino gona kuwanikwa mumunda sebundo rino kura rotandira pasi panzvimbo yaka kura kana kumonera pahunde yomuti rotevedza matavi ese emuti uyu.
  • Dandira (System) rino revawo mutowo wokuita basa nenzira yaka rongeka ino pota ichindzokororwa nguva dzose - regular, organised procedure, system.



Nota disambigua.svg
Peji rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana internal link rakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.