Peji Rekutanga
|
Musha uno ndewedu vatauri veChivanhu, mutauro weChiShona, muno muWikipedhiya. Wikipedhiya chinyorwa chepadanhautande chinounganidzwa ungwaru, ruzivo nohunyanzvi hwezvikamu zvese zveraramo remarudzi osezvayo erino pasi. Zvakanaka zvakadzama kwazvo kuti gapu rese iri reungwaru, ruzivo nohunyanzvi rive rinonyogwa mururimi rwaamai. Basa iri ngatiritange nhasi tigorisiirawo vana vedu navana vavowo, zvichingoenda, ziyenda nakuenda. Mutauro wedu isu vanhu hauna kugara uchinzi ChiShona kwete. Muchena ainzi Clement Doke ndiye akatanga kushandisa izwi rekuti ChiShona mugore ra1931. Mutauro wedu unonzi ChiVanhu. Parizvino, muno muWikipedhiya mune zvinyorwa zvinoita 8,287 zvakanyorwa mururimi gweChiShona. Munokokwa mese, ani naani zvake, kuti muwedzere zvinyogwa izvi. Vanyori, vadzidzisi nevadzidzi veChiShona muzvikoro zvikuru zvedzidzo munokokwa kuti mutitungamirire pabasa iri. Tinodaidza kunyanya zvikuru sei avo vadzidzi nevadzidzisi vari muboka rezvidzidzo zveChiShona paYunivhesiti yeZimbabwe uyewo avo vese vakapedza zvidzidzo zveChiShona pachikoro chikuru ichi. Kana muchida kuziva zvakawanda nezvehumwe yeWikipediya endai panzvimbo yemudandira iyi www.wikipedia.org Tsvakai muwedzere ruzivo rwenyu nezve Kuisa zvinyorwa zvemumwe mutauro rudzi muWikipedhiya | |
Zvinowanikwa Mudenhe RinoMudenhe rino mune ruzivo rwakawanda nemashoko akawanda. Zvinotevera izvi muenzaniso wezvimwe zvinowanikwa pano paWikipidhiya. Vanhu vese vanemukanwa wekusvika pano vanokumbirwa kubatsira mukunyora uyewo mukukwenenzvera kuti zvinyorwa zvese zvinowanikwa pano zvive zvakanaka kwazvo uye zvichimirira chokwadi yemamiriro ezvinhu pasirino.
Kunze kwemagwaro anyogwa pamusoro apa, Wikipedyiya rino rinemamwi magwaro mazhinji ari pamusoro penyaya dziri mumhando dzakasiyana nedzanyogwa pamusoro apo. |
Nehanda NyakasikanaAah! Nehanda Nyakasikana! ~ Nhetembo iyi yakatogwa kubva mubhuku rinonzi, Feso, rakanyogwa naVaSolomon Mutswairo (mugore ra1956). |
Kunowanikwa Ruzivo neZvigadzigwa Zvemutauro weChiShona
|
Chidzidzo cheMwedzi Unowu |
---|
VaNyatsimba Mutota (c.1400-1450) kana Mwenemutapa Mutota aive muvambi uye mutongi wokutanga weUhwami wa Mutapa. Mambo Mutota kana Hwami Mutota vaive mukororo waMambo na Mambokadzi weUmambo we Zimbabwe nyika yaive kumaodzanyemba yenzvimbo inonzi Masvingo nhasi, uye ndiko kwaakazvarwa. Akasika Uhwami wa Mutapa mugore ra1430 akave mutongi wekutanga, akaramba ariMambo kusvika pakufa kwake. Humambo hwake hwaive hwakabatana nezvikamu zvechamhembe cheZimbabwe yanhasi, nemaodzanyembaepakati peMozambiki yanhasi. Munguva yekutonga kwake, Mutapa yakambove muchinguva chekuwedzera zvemauto uye nezvekukunda dzimwe nzvimbo dzakasiyana kusvika kuGungwa re Indiya....(verengai zvakadzama). |
Mamwe mapurojekti eWikipidhiya
| ||||||||||||||||||||||||||||||||||||
---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|
Wikimidhiya Faundesheni iduramazwi rakazvimirira pazasi peWikimidhiya Faundesheni, zvzvinoreva kuti inomaneja mamwe mapurojekti akadorongodzwa zasiyo. Parizvino, mapurojekti anowanikwa muChishona iWikipidhiya basi, tirikuzama kudzosa Wikiduramazwi rakavharwa muna 2007. Nwadhi riripo asi harisati ravenezvinyorwa mukati. Mamwe ariko anowanikwa mumimwe mitauro, senge Chingezi nezvimwe wo.
|
Mimwe mitauro ye Afurika isiri pakati pe dzihombe:
|
---|
Chiafurikanzi · Chiakani · Chiamhari · Chibhambara · Chichewa · Chitumbuka · Chiewe · Chifurufurudhe (Chifurani) · Chikĩkũyũ · Chihawusa · Chiigbho · Chixhosa · Chizuru · Chikanuri · Chinyarwanda · Chirundi · Chiswahiri · Chikongo · Chingara · Chiganda · Chimaragasi · Chioromo · Chisangho · Chisutu · Chitswana · Chiswati · Chisomari · Chitigirinya · Chivhenda · Chitwi · Chiworofu · Chitsonga · Chiyorubha ·
(Tarisai bhaa repadivi kuti muone mamwe mapeji eWikipedhiya) |