Kudya

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Kudya, chikafu, chidyo (food) zvinhu zvakasikwa kuti zvidyiwe zvingava zvakabikwa kana zvisina.

Mhando dzeZvidyo[chinja | edit source]

Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]

  • Maruwo kana makwato (Place other than one's home where one goes for free food) kureva imba isiyako yaunoenda kunodya chokudya pasina muripo. Munhu akadai anonzi ane rukwato kana kuti iye muruwi - ane musambo wekukwata kana kuruwa. Karuwo rikagova zita remunhu.
  • Dekenera kana kudedenhera (Eat one thing after the other till everything is finished) apa kureva kudya zvinhu zviripo pashoma nepashoma kusvika zvipere.
  • Kuponga (eat anything).
  • Kuwotesa (digest)??
  • Kudakanura (savour; to enjoy the full taste or flavour of something, especially gby eating or drinking it slowly) apa kureva kunatsozipirwa nechidyo uchidya pashoma.
  • Kudzurudzuta mwoyo (cause to feel sick, to nauseate)
  • Ngombo (personal food ration)
  • Kurondera (to eat greedily). Rondo (that which sticks in the throat - chokes). Kurondiwa (to be choked by food).
  • Kupakura kana kupangura (to serve out food, to take out, to help food) apa kureva kugova chikafu kubva mupoto uchiisa mundiro kuti vanhu vadye.
  • Kupangurirana (to divide up among one another, to share).
  • Jeja (ideophone of eating together) Kana dare rangorira vose vanobva vanoti jeja mundiro.
  • Mhuma (young squash which is to be or has been cooked whole). Zvichida ndipo panonva zita rokuti Rumhuma.
  • Gunyere (Food taken to dare by wife for her husband).
  • Berenzvere, gashwa kana mutate (glutton).