Peji Rekutanga
Mauya! Titambire ku Wikipediya! |
Musha uno ndewedu vatauri veChivanhu, mutauro we ChiShona, muno muWikipedhiya. Wikipedhiya chinyogwa chemudandira chinounganidzwa ungwaru, ruzivo nohunyanzvi hwezvikamu zvese zveraramo remarudzi osezvayo erino pasi. Zvakanaka zvakadzama kwazvo kuti gapu rese iri reungwaru, ruzivo nohunyanzvi rive rinonyogwa mururimi gwaamai. Basa iri ngatiritange nhasi tigorisiirawo vana vedu navana vawoo, zvichingoenda, zienda nokuenda. Mutauro wedu isu vanhu hauna kugara uchinzi ChiShona kwete. Muchena akanga achinzi Clement Doke ndiye akatanga kushandisa izwi rekuti ChiShona mugore ra1931. Mutauro wedu unonzi ChiVanhu. Parizvino, muno muWikipedhiya mune zvinyogwa zvinoita 1,076 zvakanyogwa mururimi gweChiShona. Munokokwa mese, ani naani zvake, kuti muwedzere zvinyogwa izvi. Vanyori, vadzidzisi nevadzidzi veChiShona muzvikoro zvikuru zvedzidzo munokokwa kuti mutitungamirire pabasa iri. Tinodaidza kunyanya zvikuru sei avo vadzidzi nevadzidzisi vari muboka rezvidzidzo zveChiShona paYunivhesiti yeZimbabwe uyewo avo vese vakapedza zvidzidzo zveChiShona pachikoro chikuru ichi. Kana muchida kuziva zvakawanda nezvehumwe yeWikipediya endai panzvimbo yemudandira iyi www.wikipedia.org Tsvakai muwedzere ruzivo gwenyu nezve Kuisa zvinyogwa zvemumwe mutauro wegumwe rudzi muWikipedhiya |
Zvikamu Zvezvinyorwa Zviri Mudemhe Rino Reruzivo
Mudenhe rino mune ruzivo rwakawanda nemashoko akawanda. Zvinotevera izvi muenzaniso wezvimwe zvinowanikwa pano paWikipidhiya. Vanhu vese vanemukanwa wekusvika pano vanokumbirwa kubatsira mukunyora uyewo mukukwenenzvera kuti zvinyorwa zvese zvinowanikwa pano zvive zvakanaka kwazvo uye zvichimirira chokwadi yemamiriro ezvinhu pasirino.
- Magwaro eZvitendero: Bhaibheri
- Zvidzidzo zvinowedzera ruzivo nekutesvera pfungwa
- Nhoroondo dzeChinyakare
- Masvomhu
- Matongerwo eNyika
- Ruzivo rwezvisikwa zvinorarama
- Ruzivo rwezvisikwa zvisingararami
- Ruzivo nohunyanzvi hwemichina
- Nhetembo dzemadzinza
- Nhevedzwa dzemvura
Dzimwe Nzvimbo Mudandira Kunowanikwa Ruzivo Rwemutauro weChiShona
- Duramazwi RechiShona - duramazwi rakaitwa neve "ALLEX Project". Iri duramazwi rakaiswa mudandira neve "Norwegian Documentation Project" pavakange vakumbigwa kuita izvi neve "Allex Project".
- Shona Language - zvinyogwa zva Martin Shumba
- Bumbiro rezvinyogwa zveChiShona - zvinoshandiswa kuongora mashandigo emashoko eChiShona.
- ALLEX Project
- African Languages Research Institute (ALRI)
- Nhaka yeVaShona - zvinyogwa zva Knowledge Chikuse
|
Other African-language Wikipedias that are not among large ones
Afar · Afrikaans · Akan · አማርኛ · Bamanankan · Chi-Chewa · chiTumbuka · Ɛʋɛ · Fulfude · Gĩkũyũ · هَوُسَ · Igbo · isiXhosa · isiZulu · Kanuri · Kinyarwanda · Kirundi · Kiswahili · Kongo · Kuanyama · Lingala · Luganda · Malagasy · Malti · Oromoo · Oshiwambo · Otsiherero · Sängö · seSotho · Setswana · SiSwati · Soomaaliga · ትግርኛ · Tshivenda · Twi · Wolof · Xitsonga · Yorùbá · (For other large Wikipedias, look into the side-bar.)